Bhaibheri Dzvene

Christianity / Bible / Modern translations

Bhaibheri Dzvene

Библия - Shona

Bhaibheri Dzvene

Shona Union Version

1949

Publishing house: Bible Society of Zimbabwe

 -

 John 3:16 Nokuti Mŋari wakaɗa nyika nokuɗaro, kuti wakapa Mŋanakomana wake wakaɓerekwa mumŋe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kufa, asi aʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi.
17 Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.